Mwando sezita
Mataridziko
Mwando izita remhuri rinowanikwa muZambia, Congo, Kinshasa neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Mweemba Mwando; Hippolyte Mwando; Christian Mwando; Julius Mwando.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Bemba inoti umwando (n. rope, bark fibre string).