Mwaka sezita

Kubva Wikipedia

Mwaka izita remhuri rinowanikwa muZambia, Kenya neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Sakina Mwaka; Mwaka Ndoro; Mwaka; Mwaka Moonde.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaMambwe vanoti mwaka (year, season, period) kureva gore, mwaka kana chinguva.
  • VaGungu vanoti mwaka (year, age) kureva gore.