Svetuka kuchirochemo

Mveko

Kubva Wikipedia

Mveko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Thulani Mveko; Moreblessing Mveko; Mveko Litsho; Mveko Nampapi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti mveko (n. notch in the lower teeth).