Svetuka kuchirochemo

Muwirowiro

Kubva Wikipedia
Bande reMuwirowiro
Muchero weMuwirowiro

Muwirowiro (Lonchocarpus capassa. Philenoptera violacea. Rain tree) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrika munyika dzinosanganisira: DRC, Tanzania, Zambia, northern Namibia, Zimbabwe, South Africa, Swaziland neOkavango Delta kuBotswana. Mamwe mazita anoshandiswa anonzi: mumerafodya; munyamharadzi; muororo, mupanda kana mupandapanda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • IsiNdebele vanoti Ichithamuzi, Idungamuzi, Iphanda (n. Lonchocarpus capassa. Philenoptera violacea).
  • Kimbundu vanoti kaseke (n. Lonchocarpus capassa. Philenoptera violacea).

Mashizha eMuwirowiro