Mutyora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutyora, fesha kana muketa (Lye, or cooking soda, prepared from ashes) zvinoreva hundi hunoshandiswa kubika derere kuti ripfave pakudya.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Hundi kana hwindi (Chaff of threshed millet and sorghum) apa kureva magufu erukweza kana mhunga.