Mutombe sezita

Kubva Wikipedia

Mutombe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Mutombe; Nomsa Mutombe; Tsungirirai Mutombe; Marie-Claire Mutombe.
  • Mazwi ari pedyo: Mutomba sezita; Mutombi sezita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti mutombe (n. ridge, high point that can be seen in the distance). Fananidzi nokuti dombo.
  • Kimbundu inoti kutomba (v. hunt) kureva kuvhima. Mamwe mazwi: mutombi (n. hunter) kureva muvhimi.