Mutepo sezita
Mataridziko
Mutepo izita remhuri rinowanikwa kuMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Tanisha Mutepo; Armando Mutepo; Anselmo Mutepo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.