Svetuka kuchirochemo

Mutembo sezita

Kubva Wikipedia

Mutembo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Charles Mutembo; Mutembo Ndeke; Munyaradzi Mutembo; Priscilla Mutembo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje inoti mutembo (n. Pole used by two men carrying a load between them) vachireva mutembo.
  • Lenje inoti temba (v. carry a load on pole between two men carrying) vachireva kutembedzana kana kutemba.
  • Nyanja inoti mutembo (n. any load carried on a pole held by two men between them) vachireva mutembo.
  • Mandinka vanoti tembe (to be level with; equal in length). Mamwe mazwi: temboo (level; extent of time). Tembering (level, equal).