Mutapatsikidzi

Kubva Wikipedia
Mutapatsikidzi kuSouth Africa
Maruva eMutapatsikidzi

Mutapatsikidzi, rutapatsikidzi kana nyakatohwa (n. Pseudarthria hookeri. Bug catcher) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.

Dzinde remuti uyu rinokura 2-3m kureba uye rinowoma munguva yechando. Maruva acho anoita pink yakasvipira asi mamwe achiita ruvara ruchena. Muti uyu wakapararira muZimbabwe asi unonyanya kuwanikwa kumatunhu ekumabvazuva.

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]