Mutapa sezita

Kubva Wikipedia

Mutapa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Martha Mutapa; Taonga Mutapa; Natacha Mutapa; Perry Mutapa.
  • Muguta reGweru mune musha unonzi Mutapa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Uyo Ibibio vanoti tappa (v. dip out or ladle out with spoon or hand) kureva kuteka.
  • VaMambwe vanoti mutapa (a negligent, careless person) kureva pfende kana munhu anobata nhumbi huyanga.
  • Tunen vanoti ʊ̀≠tʲáp–á (v. fetch firehood) kutsvaga huni.