Mutambikwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutambikwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kutambika ishoko reChiNdau rinoreva zvimwe nokuchinjika - to lay one thing across another or others; to cross things.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vanotaura Kikongo vanoti tamba (extend the hand or arm, to hold out in the hand, offer, reach out, show, hold out to, extend).
  • Vanotaura Kikongo vanoti tambika (v. to offer, to hand to, give, grant, present, render, commit to, deliver, grant).