Mutambarika sezita
Mataridziko
Mutambarika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Mutambarika; Munashe Mutambarika; Eric Mutambarika, Forbes Mutambarika.
- Mazita ari pedyo: Mutambara sezita; Chitambara sezita Chitamba sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.