Chitamba sezita
Mataridziko
Chitamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Diximana Chitamba; Joao Chitamba; Tafadzwa Chitamba, Tinashe Chitamba.
- Mazita ari pedyo: Mutambara sezita; Chitambara sezita Mutambarika sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.