Mutamba sezita

Kubva Wikipedia

Mutamba izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Mutamba; Mutamba Bwalya; Christopher Mutamba; Mutshidzi Mutamba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaabwa vanoti mutamba (n. ladder; ridge timber of a house).