Musuwa sezita

Kubva Wikipedia

Musuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, Zambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Eli Musuwa; Happiness Musuwa; Gracie Musuwa; Ketia Musuwa.
  • Mazwi ari pedyo: musuva wesadza.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Luganda inoti omusuwa (n. muscle) kureva mhasuru. Mamwe mazwi: musuwa (n. vessel).