Musuna sezita
Mataridziko
Musuna izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Musuna; Sharayi Musuna; Zivanayi Musuna; Musuna Matantilo.
- Musuna (n. ripples) masaisai madiki angaitwa nedombo rakandirwa mudziva.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.