Musowa sezita

Kubva Wikipedia

Musowa izita revanhu rinowanikwa muZambia, Malawi neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: CHilufya Musowa; Consolee Musowa; Isabelle Musowa; Mukuka Musowa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mambwe vanoti musowa kana kasongole nghanda (n. a single child in family).