Musongore sezita
Mataridziko
Musongore izita remhuri rinowanikwa muTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Asheri Musongore; Chalesi Musongore; Lazaro Musongore; Gift Musongore.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.