Mushore sezita

Kubva Wikipedia

Mushore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Israel Mushore; Richard Mushore; Terence Mushore.

Chirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wapinda panyanga dzamushore: you are in a dilemna.
  • Zvichida zvipanga zviviri zvechigero sechiri pamufananidzo ndizvo zvinonzi nyanga dzamushore.
  • Shoroma (A choice or select body; the elite of society) kureva munhu mupfumi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Kimbundu vanoti musole (n. hedge shear, brushcutter; tree lopper) - chigero chekucheka mapazi emakwenzi.
  • Kimbundu vanoti kusola (v. cut, sever). Mambwe vanoti kasola (n. the lopper of trees) munhu anocheka mapazi nechigero chemiti.
  • VaMambwe vanoti -sola kana -sola umuti (lop off trees, lop away trees, lop a tree) kureva kucheka muti nechigero sechiri pamufananidzo.
  • VaMambwe vanoti musole (n. a high tree which could be lopped), muti wakareba unokwanisika kuchekwa nechigero.
  • Herero vanoti sora (adj. able; adroit; shrewd; skillful). Hadiyya vanoti shola (adj. squinting).
  • Herero vanoti omundu musore kana omu-sore (n. an able man; approved; good performer).
  • Herero vanoti sora (be an expert; clever; efficient; competent; qualified). Mamwe mazwi: Oku-sora (n. perform an act of strength, skill or cunning; feat).
Bypass loppers with double curved blades - kasole mururimi rweMambwe