Museredza sezita

Kubva Wikipedia

Museredza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Eugene Museredza; Tafadzwa Museredza; Mufaro Museredza.
  • Musere (n. Down or lower).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kusera (v. to be loose, slip through; as a stopper in a bottle or a knife in a sheath)
  • Nyanja inoti kuserera (v. to pass through, between or beneath, creep through; as maize through a hole in the basket or goat through a hole in the pen) kureva kupoya kana kupfuka.
  • Nyanja inoti kusereza (v. to push through; make to pass through - as a needle in cloth or furniture through a slightly-open door) kusunda kuti zvidarike?
  • Nyanja inoti kuseruka (v. to come up to the surface of, or separate from that which is beneath, the reversive of sera).