Musasa (Charadza)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Tenting at Joseph A. Citta.jpg

Musasa kana charadza (Camping place) zvinoreva nzvimbo yamirwa nevanhu vachigarapo munguva yokunge vachivhima kana kuti vachifamba zvavo zvokutandara nokuona nyika. Mazuva ano musasa unomiswa matendhe kana caravan.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti msasa (booth) vachireva musasa.
  • VaLunyoro vanoti rukande (a camp, a booth) zvichireva musasa.
  • VaLunyoro vanoti okutema rukande (to pitch a camp) zvichireva kutema musasa.