Musanya sezita

Kubva Wikipedia

Musanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Musanya; Pamela Musanya; Mwansa Musanya; Bwalya Musanya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe neNamwanga vanoti musanya (n. the sun, the sun deity) kureva zuva kana vamwari vezuva.
  • VaGiryama vanoti musana kana musanya (blacksmith). VaGiryama vanoti usanya (blacksmith's work).
  • VaGiryama vanoti kusanya (to forge; to do blacksmith's work). VaLenje vanoti muya kana muuya (skilled workman, mechanic, smith).