Mururu sezita

Kubva Wikipedia

Mururu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Pauline Mururu; Jennelly Mururu; Gacheri Mururu; Sharon Mururu.
  • Mururu, mubarwa kana muwawa (n. Khaya anthotheca. Red mahogany) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti mururu wa oke (n. beeswax) kureva namo yehuchi.
  • Kikuyu inoti -ruru (n. bitter) kureva kuvava pakudya. Mamwe mazwi: ororu (n. bitterness).