Murumbi

Kubva Wikipedia

Murumbi (kureva caucasian) kutodza Chikaranga.

Zvichireva ganda revanhu vechirungu, senge Vabhunu, Vangezi, Vaspeini, Vaputukezi nevamwe wo.

Mamwe mashoko anoshandiswa ne Vakaranga anosanganisa, Mukiwa kana Muzungu - parizvino shoko rinozivikanwa paChishona chose nderokuti Murungu, shoko iri munhoroondo raishandiswa kureva vanhu vaioneka sevakatendeka senge Varemba. Raive nechirevo chimwe nechokuti Ishe.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mukiwa