Murevereri
Jump to navigation
Jump to search
Murevereri (Advocate, mediator) munhu anokumirira achirwira mhosva dzauri kupomherwa kuti ukunde.
Bhaibheri[chinja | edit source]
- Nokuti kuna Mwari mumwechete nemurevereri wake mumwechete, iye Jesu Kristu.... ! Timothy 2:5
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaKongo vanoti nzonzi (Advocate, mediator) vachireva murevereri