Murerwa

Kubva Wikipedia

Murerwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti morerwa (n. house help) kureva mubati wepamba.
  • VaDigo vanoti mrerwa (one who is cared for) kureva murerwa.
  • VaMambwe vanoti mulelwa (an adopted child) kureva murerwa kana munhu akarerwa nevamwe vasina kumuzvara.