Mupara sezita

Kubva Wikipedia

Mupara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chengetai Mupara; Yeukai Mupara; Lucia Mupara; Justice Mupara.
  • Munhu Mupara (foreigner, stranger) apa kureva munhu asiri wenyika iyoyo iri kutaurwa nezvayo.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Abraham wakagara ari munhu mupara munyika yevaFiristia mazuva akawanda: Abraham lived for a long time as a foreigner in the land of the Philistines. (Genesis 21:34 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Lingala inoti mopaya (n. stranger, visitor, foreign). Lingala inoti paya (v. visit).
  • Lingala inoti ya mopaya (adj. strange). VaGulu vanoti muhala (Inheritor, heir).
  • VaGulu vanoti kuhala (Inheritence). Vanoisa h patinoisa p.