Mupango
Mataridziko
Mupango (law, commandment, order; instruction) iri izwi reChiNdau rinoreva mutemo. Pakuwanda kwonzi mipango.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- .... Wadya here muti wendakakupanga ndiwo kuti, usazodya?.... Have you eaten from the tree of which I commanded you that you should not eat? (Genesis 3:12 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili inoti mpango (1. arrangement, apportionment, classification, order; list, plan; program, platform, constitution). Ko kuti structure?
- Lugwere inoti mupango kana mipango (arrangement, deal - arrangement between parties that fixes the obligations of each party).
- Lugwere inoti kukola mupango (make an arrangement, agree a deal; conceive a plot, devise a scheme).
- Lugwere inoti mpango (n. centre pole; centre post; central post placed in the middle of a house to support the roof; pillar).