Munyeza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Munyeza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti munyenze (person who is insolent, impertinent, lacking respect, person who wants the last word, who never admits his errors).
  • MaZulu vanoti nyeza (Feel awkward, out of place; feel small; have 'inferiority complex'; feel self-conscious). VaFwe vanoti kunyeeza (v. anger, annoy).
  • MaZulu vanoti Uzinyezelani lokhu uphakathi kwentanga yakhe na? (Why does he feel out of place like this when he is among his fellows?).
  • MaZulu vanoti intanga (1. Age grade, 2. Person belonging to the same age grade; one of the same age, ability, or attainments).
  • MaZulu vanoti untanga (Pal, mate, one of the same age). Muenzaniso: Singontanga (We are chums). Amaphumantangeni (Lit. what leaves the age-grade).