Munyera sezita

Kubva Wikipedia

Munyera izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Deogratius Munyera; Chrispine Munyera; Laurian Munyera; Silvery Munyera.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Gaam vanoti nyel (know, knowing, knowledgeable) kureva kuziva.