Mungwariri sezita

Kubva Wikipedia

Mungwariri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Gamuchirai Mungwariri; Rudo Mungwariri; Memory Mungwariri; Chimwemwe Mungwariri.
  • Mungwariri (one who is in charge of; one who watches over; overseer) apa kureva mutariri wemushando uri kurehwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.