Mulaula sezita
Mataridziko
Mulaula izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, Zambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Raquel Mulaula; Mulaula Kondowe; Paulo Mulaula; Mulaula Nyirenda.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti mulaula (n. grandson) kureva muzukuru-komana.