Mukuto sezita

Kubva Wikipedia

Mukuto izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Rosita Mukuto; Tsverukai Mukuto; Pedzisai Mukuto; Mildred Mukuto.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Taabwa vanoti mukuto (n. six cubits length of fabric) ijira rakareba makubhiti matanhatu.