Mukunya sezita

Kubva Wikipedia

Mukunya izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Wellington Mukunya; Stephen Mukunya; Sam Mukunya; Margaret Mukunya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLomwe vanoti mukunya kana musuku (n. white man).