Svetuka kuchirochemo

Mukowa

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Taabwa vanoti mukoa (n. race, family, tribe) kureva rudzi kana mhuri.
  • Nsenga vanoti mkowa (n. tribe) kureva rudzi.
  • Giryama vanoti mukowa (n. leather band; strap; lace of sandal; thong, whip).
  • Giryama vanoti ukowa (n. little straps). Kidawida vanoti mkoa (n. girdle; strap).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.