Mukova

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukova (Threshold, access) zvinoreva panzvimbo panopindwa napo kana kuti pakavhurirka pane gonhi. Vamwe vatauri vanoti, ngamo, njemo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti chiwumbilo (threshold) rinotaurwa mururimi rweLenje kuZambia.
  • VaMang'anja vanoti chuundo kana chiunda (the threshold - it is raised and molded with hands using clay - kuunda).
  • VaMang'anja vanoti unda (mold) richireva kumbiridza nedhaga sezvanoita pamusuwo.