Mukoto
Mataridziko
Mukoto (worn path; narrow path between buildings) inzira yetsoka.
- Tarisai mazwi eHerero ari pasi ayo.
- Zvichida izwi rokuti mukoto rinokwanisa kuturikira vara rinonzi meso- rinotaurwa kuEnglish mumazwi anotevera: mesocephalic, mesoamerica, mesotherapy, mesothelioma.
- Chivakashure chokuti meso- chinoreva a combining form meaning middle, used in the formation of compound words.
- Ko tikati Mesopotamia iturikirwe kunzi Mukotowenzizi kana Mukotonzizi?
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Herero inoti omoukoto, moukoto kana pokati (n. internal, inward).
- Herero inoti oukoto (interior). Mamwe mazwi: oukoto m'ondyuo (inside the house).
- VaHerero vanoti oukoto m'omutima (inside the heart). Mamwe mazwi: oukoto (n. depth).
- Lugwere inoti kukotika (to insert, fit into, slot in) zvichida vanoreva kupinza.