Mesopotamia

Kubva Wikipedia

Mesopotamia raiva dunhu rinorehwa munhoroondo raibatanidza nzvimbo dziri kuMavirira kweAsia dzakachingana neNzizi Tigris neEuphrates - kana tocherechedza nyika dzamazuvano tinenge tichibata chikamu chikuru cheIraq, Kuwait, rupande rwekumusoro kweSaudi Arabia, nerupande rwekuMabvazuva eSyria neTurkey, nye nyika iri pamudzivo weTurkey neSyria uye mudzivo weIran neIraq.

Kuipwa kwezita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita rokuti Mesopotamia rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti meso (kureva pakati) uye potamos (kureva rwizi). Saka Mesopotamia zvinobva zvoreva nzvimbo iri pagati peNzizi.

  • Tarisai mazwi eHerero ari pasi ayo.
  • Zvichida izwi rokuti mukoto rinokwanisa kuturikira vara rinonzi meso- rinotaurwa kuEnglish mumazwi anotevera: mesocephalic, mesoamerica, mesotherapy, mesothelioma.
  • Chivakashure chokuti meso- chinoreva a combining form meaning “middle,” used in the formation of compound words.
  • Ko tikati Mesopotamia iturikirwe kunzi Mukotowenzizi kana Mukotonzizi?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHerero vanoti omoukoto, moukoto kana pokati (n. internal, inward).
  • VaHerero vanoti oukoto (interior).
  • VaSwahili vanoti kingama (be between, be in the way; cut across, intersect).
  • Vatauri veUmbundu vanoti ohopa (land between two streams that unite).
  • Mururimi rweKikongo vanoti jingidila (to surround animals in a hunt).