Mukombe sezita

Kubva Wikipedia

Mukombe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sheunesu Mukombe; Chiedza Mukombe; Tafadzwa Mukombe; Karakadzai Mukombe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyole vanoti ouhombe (n. extremely wealthy, rich person) kureva zvinoita munhu mupfumi sa.