Kukataza

From Wikipedia
(Redirected from Mukatazi)
Jump to navigation Jump to search

Kukataza (Harass) zvinoreva kushusha munhu kungava nemashoko kana nezviito zvaunomuitira.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweLenje vanoti katashya (harass) vachireva kukataza.
  • Barotse vanoti mukatazi (troublesome, wearying, annoying, bothering person) vachireva mukatazi. Barotse vanoti katazo (annoyance, worry, nuisance, bother) kureva chikatazo.
  • MaZulu vanoti khathaza (1. Weary, fatigue, make tired, tire. 2. Worry, pester, vex, annoy; bore) vachireva kukataza.
  • MaZulu vanoti inkhathazo (Worry, annoyance, vexation; pestering, importunity) vachireva chikatazo.
  • Baila vanoti ku katala (to tire, weariness) vachireva kukataza. Mamwe mazwi: kukatazha (troublesomeness).