Mujongwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruva reMujongwe

Mujongwe kana jongwe iruva rakamisikidzwa seruva reZimbabwe richinzi Flame Lily kuEnglish.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti isijongwane (n. Species of plant).
  • MaZulu vanoti -jongwe (n. red) kureva tsvuku.