Mujeki
Mataridziko
Mujeki kana sika (Standing stone). Mujeki idombo rinodzikwa rakamira pangava panzvimbo semucherechedzo wemhiko kana chitenderano kana kuratidza pakavigwa munhu pane rinda.
Kune zita remhuri rinonzi Mucheki, zvichida rinotodzana neiro rinoti mujeki?
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Sika (pillar, standing stone) iri izwi rinoreva shongwe - (kubva kuBhaibheri reChiNdau Esther 1:6 ..... dzakasungirwa kusika dzemapuwe.
- Neiri buwe rendadzimika kuita sika, rinozoita mhatso yaMwari: This stone that I’ve set up as a sacred pillar will be God’s house (Genesis 27:, Bhaibheri reChiNdau).
- Ndini Mwari waBhethueri, apo powakadzodza sika :I am the God of Beit-El, where you anointed a standing-stone with oil. (Genesis 27:, Bhaibheri reChiNdau).
- Jakob wakatora buwe, akaridzimika kuita mujeki: took a stone and set it upright as a standing-stone. (Genesis 31:45, Bhaibheri reChiNdau).
- Jakob wakadzimika mujeki paiba rake, uwo unozwi mujeki weiba raRachel nanhasi: Jacob set up a standing-stone on her grave; it is the standing-stone of Rachel’s grave to this day.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mujeki (signal, banner, flag) apa kureva mureza.
- Unozomirudzira marudzi mujeki, naye unozoshonganisa vakarashwa vaIsraeri... : God will raise a signal for the nations and gather the outcast men of Israel. (Isaiah 11:12, Bhaibheri reChiNdau).
- Emesai mujeki padera pomutunhu usina chiro, daidzirai kwevari, koperai ngenyara kuti vapotere kumisiwo yevakuru: On a bare mountain raise a signal. cry aloud to them; wave a hand; let them enter the officials’ gates. (Isaiah 13:2, Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti insika kana izinsika (1. Pillar, upright post, pole. 2. Mainstay, support, buttress) kureva sika.
- MaZulu vanoti insika kana izinsika (3. One of a body of chief councillors).
- Lubukusu vanoti éenjeko (n. post, pillar, pole (e.g., to support bananas on tree, in the framework of the walls of a house), support, upright, stud, mast).