Mugwira

Kubva Wikipedia

Mugwira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Mugwira, Tafadzwa Mugwira, Kudzanai Mugwira.
  • Chirwirangwe (combined effort) kureva kukutsirana pakuita.

Mitauro YeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti gwira (to grasp; to hold; to catch). Gwira nchito - to work.
  • VaGiryama vanoti ku-gwira (v. to hold; seize the property of a person). Mamwe mazwi: ku-gwiragwira (to handle) vachireva kubata chinhu.
  • VaGiryama vanoti ku-gwirana (be joined, stick together) kureva kubatana. Mamwe mazwi: ku-gwirana (v. make an alliance) kuita chirwirangwe. Ku-gwirazanya (make alliance between others).
  • VaGwere vanoti mugwira (alien, foreigner, outsider, stranger) vachireva munhu mupara.