Mugarahanga
Mataridziko
Mugarahanga, mugunduzi, muchangiza kana muora (n. Celtis durandii. Albizia amara sub sericocephala) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mashizha nemaruva emugarahanga anoshandiswa kurapa mamota nemaronda emudumbu.
- Mashizha nemakwati emudzi zvinoshandiswa kurapa zvirwere zvaganda nekurumwa kune huturu.
- Maruva emugarahanga anoshandiswa kurapa malaria, chikosoro nemaronda emudumbu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umbola (n. Albizia amara) kureva muti wemugarahanga.