Mufunda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mufunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti imfunda (Meadow-land alongside a river or between hill-slopes, with alluvial soil, and liked for mealie-gardens) kureva ivhu repedyo nerwizi.
  • MaZulu vanoti Ummbila wemfunda (river-land mealies) chibage chemurukova.
  • MaZulu vanoti isifunda (District placed by the supreme authority under control of a headman). Mamwe mazwi: umfunda (people of such isifunda district - hence common people).
  • VaGiryama vanoti ku-funda (to instruct) kureva kurairidza. Mamwe mazwi: mufunda (instructor) kureva murairidzi. Mafundo (instruction) kureva chirairo.