Mufufu
Mataridziko

Mufufu, mutangeni, munyapunyapu kana munyazvirombo (n. Securidaca longepedunculata. Violet tree) rudzi rwesora rinowanikwa muZimbabwe.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mudzi wemufufu unotapwa mushonga unonwirwa kurapa tsviyo.
- Midzi yemufufu nemidzi yeAnnona stenophylla unotapwa mushonga unomwayiwa pamusha senzira yokudzivisa nyoka.