Muchovha Mota

Kubva Wikipedia
Nissan Leaf an all-electric car December 2010

Muchovha zvinoreva ngoro ine maviri ine injini inoshandiswa kutakura vahu kana nhumbi kubva pane panzvimbo kuenda pane imwe. Izvi zvoreva kuti motokari; bhazi; gonyeti zvose muchova nokuti zvinokwanisa kuchova munhu kubva panzvimbo kuenda pane imwe. Mutauro wekuti muchovha ungaita kunge wechimanjemanje asi panhau yokunge towumba mazwi matsva mururimi rweShona, shoko iri ndiro riri pedyo kududza chinonzi "vehicle" muchirungu. Zvakanaka kuti paonekwe kuti muchovha hazvisiki kureva chitsaru aiwa, kana chitsva chacho muchovha.

Chitsaru chave kunetsa kufamba kwacho ndicho chinonzi sikorokoro.

Simbi yakaita denderedzwa inopoteredzwa nevhiri remuchovha kana bhasikoro (rim) inonzi gangari paChiShona.

Nyika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kutakurwa kwepasi kunobata ese epasi-akavakirwa masisitimu ekufambisa ayo anopa mafambiro evanhu, zvinhu uye masevhisi. Zvifambiso zvepasi zvinoita basa rakakosha mukubatanidza nharaunda kune mumwe nemumwe. Zvifambiso zvepasi ndicho chinhu chakakosha pakuronga maguta. Inosanganisira 2 mhando, njanji uye mugwagwa.

Motokari dzinopa kuchinjika kwepamusoro, asi dzinoonekwa dzine simba rakawanda uye kushandiswa kwenzvimbo, uye sosi huru yeruzha uye kusvibiswa kwemhepo mumaguta; mabhazi anobvumira kufamba kunoshanda zvakanyanya pamutengo wekuderedzwa kuchinjika.[1] Kutakura mumigwagwa nerori kazhinji ndiyo yekutanga uye yekupedzisira nhanho yekutakura zvinhu.

Kurerusa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Cooper et al., 1998: 278