Mpanga sezita

Kubva Wikipedia

Mpanga izita remhuri rinowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Jean Mpanga; Annie Mpanga; Blessings Mpanga; Ariel Mpanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Swahili inoti mpango (1. arrangement, apportionment, classification, order; list, plan; program, platform, constitution). Ko kuti structure?
  • Lugwere inoti mupango kana mipango (arrangement, deal - arrangement between parties that fixes the obligations of each party).
  • Lugwere inoti kukola mupango (make an arrangement, agree a deal; conceive a plot or devise a scheme).
  • Lugwere inoti mpanga (n. arrangement, sequence, order). Bemba inoti mpanga (n. District, country).