Mpala

Kubva Wikipedia

Mpala izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chewa vanoti mpala, zimpala kana bwalo (court of law).
  • Mang'anja vanoti mpala (head village). Mamwe mazwi: umpala (citizenship).
  • VaChewa vanoti mpala (an antelope) zvichida imhara iri kurehwa. Nsenga vanoti mpala (n. an unmarried man; bachelor), murume asina kuroora.
  • Kikongo inoti mpala (n. Rival) kureva mugombedzani. Barotse vanoti mpala (n. circumcised penis) kana wa mpala (circumcised person).