Mhundwa sezita
Mataridziko
Mhundwa izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe
- Zvinoreva bvudzi rakavanzika rinogara panhengo ( choya): Shanice atota mhundwa nebasa.
- Sango kana bundo rakawanda, rine miti neuswa hwakakura.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.